Vafiripi 4:18-20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

18. Ndakagamuchira mubayiro uzere uye kunyange zvizhinji; ndava nezvakakwana, zvino zvandagamuchira kubva kuna Epafrodhito chipo chamakanditumira. Zvakaita sechipiriso chinonhuwira, chibayiro chakafanira, chinofadza Mwari.

19. Uye Mwari wangu achazadzisa zvamunoshayiwa zvose maererano nokubwinya kwepfuma yake muna Kristu Jesu.

20. Mwari naBaba vedu ngaave nokubwinya nokusingaperi-peri. Ameni.

Vafiripi 4