Vafiripi 4:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndakagamuchira mubayiro uzere uye kunyange zvizhinji; ndava nezvakakwana, zvino zvandagamuchira kubva kuna Epafrodhito chipo chamakanditumira. Zvakaita sechipiriso chinonhuwira, chibayiro chakafanira, chinofadza Mwari.

Vafiripi 4

Vafiripi 4:13-23