Vafiripi 3:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Uye kuti ndiwanikwe maari, ndisina kururama kwangu kunobva pamurayiro, asi uko kunouya kubudikidza nokutenda kuri muna Kristu, iko kururama kunobva kuna Mwari uye kuri kwokutenda.

Vafiripi 3

Vafiripi 3:7-19