Vafiripi 3:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndinoda kuziva Kristu nesimba rokumuka kwake uye nokuwadzana kwokugovana naye mumatambudziko ake, ndifanane naye pakufa kwake,

Vafiripi 3

Vafiripi 3:8-15