Vafiripi 3:1-2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

1. Pakupedzisira, hama dzangu, farai muna She! Harisi dambudziko kwandiri kuti ndinyore zvinhu zvimwe chetezvo zvakare kwamuri, uye zvinokuchengetedzai imi.

2. Chenjererai imbwa dziya, vanhu vanoita zvakaipa, vaya vokucheka nyama.

Vafiripi 3