Vafiripi 2:30 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

nokuti akapotsa afa nokuda kwebasa raKristu, akaisa upenyu hwake pangozi kuti akwanise kubatsira kwamakanga musingagoni kundiitira imi.

Vafiripi 2

Vafiripi 2:27-30