Vafiripi 2:29-30 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

29. Mugamuchirei muna She nomufaro mukuru, uye mukudze munhu akaita saiyeye,

30. nokuti akapotsa afa nokuda kwebasa raKristu, akaisa upenyu hwake pangozi kuti akwanise kubatsira kwamakanga musingagoni kundiitira imi.

Vafiripi 2