Vafiripi 1:20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndinoshuva zvikuru nokutarira kuti handingazonyadziswi, asi ndichava nokushinga kwakakwana kuitira kuti zvino senguva dzose Kristu achakudzwa mumuviri wangu, hungava upenyu kana rufu.

Vafiripi 1

Vafiripi 1:11-22