Vafiripi 1:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

nokuti ndinoziva kuti kubudikidza neminyengetero yenyu uye norubatsiro runopiwa noMweya waJesu Kristu, zvakaitika kwandiri zvichashanduka zvikava kusunungurwa kwangu.

Vafiripi 1

Vafiripi 1:11-22