Vafiripi 1:1-3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

1. Pauro naTimoti, varanda vaKristu Jesu,Kuvatsvene vose muna Kristu Jesu vari paFiripi, pamwe chete navatariri navadhikoni vekereke:

2. Nyasha norugare zvinobva kuna Mwari Baba nokuna Ishe Jesu Kristu.

3. Ndinovonga Mwari wangu nguva dzose pandinokurangarirai.

Vafiripi 1