Vafiripi 2:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kana muine kurudziro inobva pakubata naKristu, kana paine kunyaradza kunobva parudo rwake, kana pano kuwadzana noMweya, kana paino unyoro netsitsi,

Vafiripi 2

Vafiripi 2:1-7