Tito 2:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino, izvi ndizvo zvinhu zvaunofanira kudzidzisa. Kurudzira uye utsiure nesimba rose. Ngakurege kuva nomunhu anokuzvidza.

Tito 2

Tito 2:7-15