Tito 2:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

akazvipa nokuda kwedu kuti atidzikinure kubva pakuipa kwose, nokuzvinatsira vanhu vari vake chaivo, vanoshingaira kuita zvinhu zvakanaka.

Tito 2

Tito 2:12-15