Tito 1:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Anofanira kubatisisa shoko rechokwadi sezvarakadzidziswa, kuitira kuti agokurudzira vamwe nedzidziso yakarurama uye agodzivisa vaya vanoipikisa.

Tito 1

Tito 1:6-11