Tito 1:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Sezvo mutariri akapiwa basa raMwari, anofanira kuva munhu asina chaangapomerwa, asingakurumidzi kutsamwa, asingadhakwi, asingarwi, asingafariri pfuma yakaipa.

Tito 1

Tito 1:3-11