Tito 1:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mukuru anofanira kuva munhu asina chaangapomerwa, murume womukadzi mumwe chete, munhu ane vana vanotenda uye vasingapiwi mhosva yokuti havazvidzori kana kuti havateereri.

Tito 1

Tito 1:1-15