Rwiyo Rukuru Rwasoromoni 5:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Varindi vakandiona pavaiva pabasa ravo rokufamba-famba vachichengetedza guta. Vakandirova, vakandikuvadza; vakanditorera jasi rangu, ivava varindi vamasvingo!

Rwiyo Rukuru Rwasoromoni 5

Rwiyo Rukuru Rwasoromoni 5:2-16