Rwiyo Rukuru Rwasoromoni 5:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndakazarurira mudiwa wangu, asi mudiwa wangu akanga abva; akanga atoenda. Mwoyo wangu wakarwadziwa nokuenda kwake. Ndakamutsvaka asi handina kumuwana. Ndakamudana asi haana kupindura.

Rwiyo Rukuru Rwasoromoni 5

Rwiyo Rukuru Rwasoromoni 5:2-12