Rwiyo Rukuru Rwasoromoni 2:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mudiwa wangu akafanana nemhara kana netsvana yenondo. Tarirai! Hoyo amira seri kworusvingo rwedu, akatarira napamawindo achidongorera napamaburi apamawindo.

Rwiyo Rukuru Rwasoromoni 2

Rwiyo Rukuru Rwasoromoni 2:2-14