Rwiyo Rukuru Rwasoromoni 2:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mudiwa wangu akataura kwandiri akati, “Simuka, mudiwa wangu, iwe munakunaku wangu, uya tiende tose.

Rwiyo Rukuru Rwasoromoni 2

Rwiyo Rukuru Rwasoromoni 2:8-13