Rwiyo Rukuru Rwasoromoni 1:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Musanditarisisa nokuda kwoutema hwangu, nokuti ndakasvibiswa nezuva. Vanakomana vamai vangu vakanditsamwira vakandiita kuti ndichengete minda yemizambiringa; munda wangu chaiwo wemizambiringa ndakaushayira nguva.

Rwiyo Rukuru Rwasoromoni 1

Rwiyo Rukuru Rwasoromoni 1:4-12