Kusviba ndakasviba zvangu, vanasikana veJerusarema, asi ndakanaka hangu, ndakasviba samatende eKedhari, kana kuti samaketeni apamawindo eimba yaSoromoni.