Rute 4:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo akati kuhama yapedyo, mudzikinuri, “Naomi uya akadzoka kumusha kubva kuMoabhu, ari kutengesa munda waiva waErimereki hama yedu.

Rute 4

Rute 4:1-6