17. Vakadzi vaigarako vakati, “Naomi ava nomwana womukomana.” Zvino vakamutumidza kuti Obhedhi. Ndiye aiva baba vaJese, baba vaDhavhidhi.
18. Iyi ndiyo imba yaPerezi:Perezi akabereka Hezironi,
19. Hezironi akabereka Ramu,Ramu akabereka Aminadhabhi,
20. Aminadhabhi akabereka Nashoni,Nashoni akabereka Sarimoni,
21. Sarimoni akabereka Bhoazi,Bhoazi akabereka Obhedhi,
22. Obhedhi akabereka Jese,uye Jese akabereka Dhavhidhi.