Rute 3:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Naomi akati, “Chimira, mwanasikana wangu, kusvikira waona zvinoitika. Nokuti murume uyu haangazorori kusvikira agadzirisa nyaya iyi nhasi.”

Rute 3

Rute 3:8-18