Ruka 8:28 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akati aona Jesu, akadanidzira uye akawira pamakumbo ake, akati nenzwi guru, “Munodeiko kwandiri, Jesu, Mwanakomana waMwari Wokumusoro-soro? Ndinokukumbirisai, regai kunditambudza!”

Ruka 8

Ruka 8:20-36