Ruka 8:27 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jesu akati ayambuka gungwa, akasangana nomunhu akanga akabatwa nedhimoni achibva muguta. Munhu uyu akanga asingapfeki nguo kwenguva refu kana kugara mumba, asi aigara kumakuva.

Ruka 8

Ruka 8:20-34