Ruka 8:25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akabvunza vadzidzi vake akati, “Kutenda kwenyu kuripiko?”Mukutya kwavo uye nokushamiswa kwavo, vakabvunzana pakati pavo vachiti, “Ndianiko uyu? Anorayira kunyange mhepo nemvura zvichimuteerera.”

Ruka 8

Ruka 8:20-28