Ruka 8:24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vadzidzi vakaenda vakandomumutsa vachiti, “Tenzi, Tenzi, tava kunyura!”Ipapo akamuka akarayira mhepo namafungu emvura zhinji, dutu rikaserera, uye kukadzikama kwazvo.

Ruka 8

Ruka 8:16-31