Ruka 7:47-49 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

47. Naizvozvo, ndinokuudza kuti zvivi zvake zvizhinji zvaregererwa nokuti iye ada zvikuru. Asi uya akaregererwa zvishoma, anodawo zvishoma.”

48. Ipapo Jesu akati kwaari, “Zvivi zvako zvaregererwa.”

49. Vamwe vakanga vakokwa vakatanga pakati pavo kuti, “Ndianiko anoti kunyange nezvivi anokanganwira?”

Ruka 7