Ruka 7:47 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Naizvozvo, ndinokuudza kuti zvivi zvake zvizhinji zvaregererwa nokuti iye ada zvikuru. Asi uya akaregererwa zvishoma, anodawo zvishoma.”

Ruka 7

Ruka 7:43-48