Ruka 7:38 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

uye paakanga akamira shure kwake patsoka dzake achichema, akatanga kunyorovesa tsoka dzake nemisodzi yake. Ipapo akadzipukuta nebvudzi romusoro wake, akadzitsvoda uye akadzizodza mafuta anonhuwira.

Ruka 7

Ruka 7:29-44