Ruka 7:37 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mumwe mukadzi womuguta umu akanga achirarama muzvivi akati anzwa kuti Jesu akanga agere pakudya mumba momuFarisi, akauya nechinu chamafuta anonhuwira earabhasteri,

Ruka 7

Ruka 7:28-42