Ruka 7:30 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi vaFarisi nenyanzvi dzomurayiro vakaramba kuda kwaMwari pamusoro pavo, nokuti vakanga vasina kubhabhatidzwa naJohani.

Ruka 7

Ruka 7:26-37