Ruka 7:29 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vanhu vose, kunyange navateresi, vakati vanzwa mashoko aJesu, vakabvuma kuti nzira yaMwari yakarurama, nokuti vakanga vabhabhatidzwa naJohani.

Ruka 7

Ruka 7:19-30