Ruka 7:27-29 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

27. Ndiye uya akanyorwa nezvake zvichinzi:“ ‘Ndichatuma munyai wangu pamberi pako,uyo achakugadzirira nzira yako pamberi pako.’

28. Ndinokuudzai kuti, pakati paavo vose vakaberekwa navakadzi hakuna mukuru kuna Johani; asi muduku muumambo hwaMwari mukuru kwaari.”

29. Vanhu vose, kunyange navateresi, vakati vanzwa mashoko aJesu, vakabvuma kuti nzira yaMwari yakarurama, nokuti vakanga vabhabhatidzwa naJohani.

Ruka 7