Ruka 7:21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Panguva iyoyo Jesu akaporesa vazhinji vakanga vane zvirwere, hosha nemweya yakaipa uye akasvinudza vazhinji vakanga vari mapofu.

Ruka 7

Ruka 7:13-30