Ruka 7:20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Varume ava vakati vasvika kuna Jesu, vakati, “Johani Mubhabhatidzi akatituma kwamuri kuti tizobvunza kuti, ‘Ndimi here mainzi muchauya, kana kuti timirire mumwewo?’ ”

Ruka 7

Ruka 7:17-24