Ruka 6:34 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Uye kana uchikweretesa kuna vaya vaunotarisira kuti vagodzora, mubayiro wako uchagova weiko? Kunyange vatadzi vanokweretesa kuvatadzi, vachitarisira kuzodzoserwa zvakakwana.

Ruka 6

Ruka 6:29-42