Ruka 6:33 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Uye kana uchiita zvakanaka kuna vaya vakanaka kwauri, mubayiro wako uchagova weiko? Kunyange vatadzi vanoita izvozvo.

Ruka 6

Ruka 6:24-41