Ruka 5:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi mukurumbira wake wakapararira kwazvo, zvokuti vanhu vazhinji zhinji vakauya kuzomunzwa uye kuti vaporeswe zvirwere zvavo.

Ruka 5

Ruka 5:10-17