Ruka 5:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Jesu akamurayira akati, “Usaudza munhu, asi enda undozviratidza kumuprista ugopa zvibayiro zvakarayirwa naMozisi zvokunatswa kwako, chive chapupu kwavari.”

Ruka 5

Ruka 5:8-20