Ruka 4:43-44 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

43. Asi iye akati, “Ndinofanira kuparidza vhangeri roumambo hwaMwari kuna mamwewo maguta, nokuti ndizvo zvandakatumirwa.”

44. Uye akaramba achiparidza mumasinagoge eJudhea.

Ruka 4