Ruka 3:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mipata yose ichafushirwa,makomo ose nezvikomo zvichaderedzwa.Migwagwa yakakombama ichatwasanudzwa,pasakaenzana pachaenzaniswa.

Ruka 3

Ruka 3:1-11