Ruka 3:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Sezvazvakanyorwa mubhuku ramashoko aIsaya muprofita zvichinzi:“Inzwi rounodana murenje,‘Gadzirai nzira yaShe,ruramisai migwagwa yake.

Ruka 3

Ruka 3:1-5