Ruka 24:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino musi mumwe chete iwoyo, varume vaviri vakanga vachienda kumusha wainzi Emausi, makiromita anenge gumi nerimwe chete kubva kuJerusarema.

Ruka 24

Ruka 24:8-21