Ruka 24:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvisinei hazvo, Petro, akasimuka, akamhanyira kuguva. Akakotama, akaona micheka iri yoga, ndokubva adzokera kumba, achishamisika mumwoyo make nezvakanga zvaitika.

Ruka 24

Ruka 24:8-15