Ruka 23:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Herodhi akati achiona Jesu, akafara zvikuru, nokuti akanga achishuva kumuona kwenguva refu. Kubva pane zvaakanga ambonzwa nezvake, ainge achitarisira kuti amuone achiita zvishamiso.

Ruka 23

Ruka 23:1-15