Ruka 23:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akati anzwa kuti Jesu akanga ari pasi poutongi hwaHerodhi, akabva amutumira kuna Herodhi, uyo aivawo muJerusarema panguva iyoyo.

Ruka 23

Ruka 23:1-17