Ruka 23:48 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vanhu vose vakanga vakaungana kuzopupura chiitiko ichi, vakaona zvakanga zvaitika, vakazvirova zvipfuva zvavo uye vakadzokera.

Ruka 23

Ruka 23:44-51